Mariko 7:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakashamiswa ɀikuru‐kuru, ʋaciti: Wakaita ɀose ɀakanaka; wakaita matsi kuti dzinzwe, nembeʋeʋe kuti dzitaure. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Vakashamiswa zvikuru-kuru, vachiti, “Akaita zvose zvakanaka; akaita matsi kuti dzinzwe, nembeveve kuti dzitaure.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vanhu vakashamiswa zvikuru kwazvo. Vakati, “Akaita zvinhu zvose nenzira yakanaka. Anoita kuti kunyange matsi dzinzwe uye nembeveve dzitaure.” See the chapter |