Mariko 7:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo akatarira kuɗeŋga, akagomera, akati kwaari: Efata, ndokuti: Dziʋuka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari, “Efata,” ndokuti, “Dziuka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Akatarisa kudenga uye nokugomera kukuru akati kwaari, “Efata!” (kureva kuti, “Dziuka!”) See the chapter |