Mariko 7:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino Jesu akabva mudunhu reTire akapfuura nomuSidhoni achinanga kugungwa reGarirea; akaenda napakati penyika yeDhekaporisi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakati acibva ɀe munyika yeTire, akaenda napakati peSidoni kuguŋgwa reGarirea, napakati penyika yeDekapori. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akati achibvazve munyika yeTire, akaenda napakati peSidhoni kugungwa reGariria, napakati penyika yeDhekapori. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino Jesu akabva mudunhu reTire akapfuura nomuSidhoni achinanga kugungwa reGarirea; akaenda napakati penyika yeDhekaporisi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvino Jesu akabva mudunhu reTire akapfuura nomuSidhoni achinanga kugungwa reGarirea; akaenda napakati penyika yeDhekaporisi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo Jesu akabva kunzvimbo yeTire akaenda nokuSidhoni, akaburukira kuGungwa reGarirea uye nokudunhu reDhekapori. See the chapter |