Mariko 7:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mudzimai uya akabva aenda kumba kwake akasvikowana mwana avete pamubhedha mweya wakaipa wabva maari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akaenda kumba kwake, akawana mŋana aʋete pamubeda, mŋeya wakaipa wabva. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Akaenda kumba kwake, akawana mwana avete pamubhedha, mweya wakaipa wabva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mudzimai uya akabva aenda kumba kwake akasvikowana mwana avete pamubhedha mweya wakaipa wabva maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mudzimai uya akabva aenda kumba kwake akasvikowana mwana avete pamubhedha mweya wakaipa wabva maari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akadzokera kumba kwake akawana mwana wake avete pamubhedha, uye dhimoni raenda. See the chapter |