Mariko 7:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akati kwaari: Nokuɗa kweshoko iro, enda; mŋeya wakaipa wabva pamŋanasikana wako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Akati kwaari, “Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo akati kwaari, “Nokuda kwemhinduro yakadai, enda hako; dhimoni rabva pamwanasikana wako.” See the chapter |