Mariko 7:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akati kwaari: Ʋana ŋgaʋataŋge kuguta, nokuti haɀina‐kunaka kutora ciŋgwa caʋana, ndokucikandira imbganana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Akati kwaari, “Vana ngavatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Jesu akati kwaari, “Vana vanofanira kutanga kudya zvavanoda, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira kumbwa dzavo.” See the chapter |