Online Bible

- Advertisements -

Mariko 7:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mudzimai uyu aiva muGiriki worudzi rweSirofonikia. Akamukumbira kuti adzinge mweya wakaipa waiva mumwanasikana wake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino iye mukadzi waiʋa muGiriki, worudzi rwaʋeSirofenike; akaramba acikumbira kwaari kuti aɓuɗise mŋeya wakaipa pamŋanasikana wake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino iye mukadzi aiva muGiriki, worudzi rwaveSirofenike; akaramba achikumbira kwaari kuti abudise mweya wakaipa pamwanasikana wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mudzimai uyu aiva muGiriki worudzi rweSirofonikia. Akamukumbira kuti adzinge mweya wakaipa waiva mumwanasikana wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mudzimai uyu aiva muGiriki worudzi rweSirofonikia. Akamukumbira kuti adzinge mweya wakaipa waiva mumwanasikana wake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Mukadzi uyu aiva muGiriki, akaberekerwa muFonishia yomuSiria. Akakumbirisa Jesu kuti adzinge dhimoni mumwanasikana wake.

See the chapter Copy

Mariko 7:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements