Mariko 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi kutoti pakarepo mumwe mudzimai aiva nomwana wake musikana muduku akanga ano mweya wakaipa, akanzwa nezvake akauya ndokuzviwisira patsoka dzake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti mumŋe mukadzi, waiʋa nomŋanasikana muɗuku, wakaŋga anomŋeya wetȿina, wakati acimunzwa, akaʋuya akaɀiwisira pasi petsoka dzake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti mumwe mukadzi, aiva nomwanasikana muduku, akanga ane mweya wakaipa, akati achimunzwa, akauya akazviwisira pasi petsoka dzake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi kutoti pakarepo mumwe mudzimai aiva nomwana wake musikana muduku akanga ano mweya wakaipa, akanzwa nezvake akauya ndokuzviwisira patsoka dzake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi kutoti pakarepo mumwe mudzimai aiva nomwana wake musikana muduku akanga ano mweya wakaipa, akanzwa nezvake akauya ndokuzviwisira patsoka dzake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvakaitika ndezvokuti, paakangonzwa nezvake, mukadzi aiva nomwanasikana akanga akabatwa nomweya wetsvina akauya akawira patsoka dzake. See the chapter |