Mariko 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvakaipa zvose izvi zvinobva mukati, uye zvinon'oresa munhu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀakaipa iɀoɀo ɀose ɀinobva mukati, ɀinoȿiɓisa munhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 zvakaipa izvozvo zvose zvinobva mukati, zvinosvibisa munhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvakaipa zvose izvi zvinobva mukati, uye zvinon'oresa munhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvakaipa zvose izvi zvinobva mukati, uye zvinon'oresa munhu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvakaipa izvozvi zvose zvinobuda kubva mukati uye ‘zvinosvibisa munhu.’ ” See the chapter |