Online Bible

- Advertisements -

Mariko 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokuti hachipindi mumwoyo make, asi mudumbu make chichizobva chorasirwa kunze?” (Nokudaro akachenura zvokudya zvose.)

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nokuti haɀipindi mumŋoyo make asi muɗumbu, ɀicirashwa kunze; nokutaura kwakaɗaro wakanatsa ɀokudya ɀose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 “Nokuti hazvipindi mumwoyo make asi mudumbu, zvichiraswa kunze. Nokutaura kwakadaro akanatsa zvokudya zvose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokuti hachipindi mumwoyo make, asi mudumbu make chichizobva chorasirwa kunze?” (Nokudaro akachenura zvokudya zvose.)

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 nokuti hachipindi mumwoyo make, asi mudumbu make chichizobva chorasirwa kunze?” (Nokudaro akachenura zvokudya zvose.)

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Nokuti hazvipindi mumwoyo make asi mudumbu make, uyezve zvichizobuda mumuviri wake.” Nokutaura uku, Jesu akati zvokudya zvose zvakanaka.

See the chapter Copy

Mariko 7:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements