Mariko 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akadaidza zvakare chita chavanhu ndokuti kwavari, “Nditeererei munzwe mose munzwisise. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akaɗanira ɀe kwaari ʋanhu ʋazhinji akati kwaʋari: Nditererei mose, munzwisise! See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Akadanirazve kwaari vanhu vazhinji akati kwavari, “Nditererei mose, munzwisise! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akadaidza zvakare chita chavanhu ndokuti kwavari, “Nditeererei munzwe mose munzwisise. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akadaidza zvakare chita chavanhu ndokuti kwavari, “Nditeererei munzwe mose munzwisise. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jesu akadanazve kwaari vanhu vazhinji akati kwavari, “Nditeererei, imi mose, uye munzwisise izvi. See the chapter |