Mariko 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokudaro munoita kuti shoko raMwari rive chinhu pasina, pamusana pamagamuchidzanwa etsika dzenyu amunogamuchidzana; munoitawo zvimwe zvizhinji zvakafanana nezvizvi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 mucitorera shoko raMŋari simba netsika dzenyu dzamakaceŋgeta, neɀinhu ɀizhinji ɀakaɗaro munoɀiita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 muchitorera shoko raMwari simba netsika dzenyu dzamakachengeta, nezvinhu zvizhinji zvakadaro munozviita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokudaro munoita kuti shoko raMwari rive chinhu pasina, pamusana pamagamuchidzanwa etsika dzenyu amunogamuchidzana; munoitawo zvimwe zvizhinji zvakafanana nezvizvi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Nokudaro munoita kuti shoko raMwari rive chinhu pasina, pamusana pamagamuchidzanwa etsika dzenyu amunogamuchidzana; munoitawo zvimwe zvizhinji zvakafanana nezvizvi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokudaro munoparadza shoko raMwari nokuda kwetsika dzenyu dzamakachengeta kusvika zvino. Uye munoita zvinhu zvizhinji zvakadaro.” See the chapter |