Mariko 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi imi munoti, “Kana munhu akati kuna baba kana kuna amai vake, ‘Chinhu chandingadai ndakuyamurai nacho chave Korobhani’ (zvichireva kuti chipo chasumwa kuna Mwari), See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi imi munoti: Kana munhu aciti kunaɓaɓa ʋake kana mai ʋake: Cinhu cipi necipi camaiti munoɓatsirwa naco kwandiri caʋa Korbani, ndokuti caʋa cipo kunaMŋari, See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 “Asi imi munoti, kana munhu achiti kuna baba vake kana mai vake, ‘Chinhu chipi nechipi chamaiti munobatsirwa nacho kwandiri chava Koribhani,’ ndokuti chava chipo chaMwari, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi imi munoti, “Kana munhu akati kuna baba kana kuna amai vake, ‘Chinhu chandingadai ndakuyamurai nacho chave Korobhani’ (zvichireva kuti chipo chasumwa kuna Mwari), See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi imi munoti, “Kana munhu akati kuna baba kana kuna amai vake, ‘Chinhu chandingadai ndakuyamurai nacho chave Korobhani’ (zvichireva kuti chipo chasumwa kuna Mwari), See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi imi munoti, kana munhu akati kuna baba kana mai vake, ‘Rubatsiro rupi zvarwo rwamungadaro makagamuchira kubva kwandiri iKobhani’ (ndiko kuti, chipo chakapirwa kuna Mwari), See the chapter |