Online Bible

- Advertisements -

Mariko 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti Mosesi akati, “Kudza baba vako naamai vako uye anotuka baba vake kana amai vake anofanira kutofa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 nokuti Mosesi wakati: Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako, ʋuye, unotuka ɓaɓa namai, ŋgaafe norufu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 nokuti Mosesi akati, ‘Kudza baba vako namai vako, uye anotuka baba namai, ngaafe norufu.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti Mosesi akati, “Kudza baba vako naamai vako uye anotuka baba vake kana amai vake anofanira kutofa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 nokuti Mosesi akati, “Kudza baba vako naamai vako uye anotuka baba vake kana amai vake anofanira kutofa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Nokuti Mozisi akati, ‘Kudza baba vako namai vako,’ uye ‘Munhu upi zvake achatuka baba vake kana mai vake anofanira kuurayiwa.’

See the chapter Copy

Mariko 7:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements