Mariko 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akavaudza kuti varege kutakura chinhu parwendo rwavo kusiya tsvimbo chete, varege kutakura chingwa kana tsapo kana mari zvayo mumindya yavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 akaʋaraira kuti ʋarege kutoŋgotora ɀomunzira, asi muɗonɀo ɓedzi; ʋarege kutora ciŋgwa, nehomboɗo, nemari mucikwama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 akavarayira kuti “Varege kutongotora zvomunzira, asi mudonzvo bedzi; varege kutora chingwa, nehombodo, nemari muchikwama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akavaudza kuti varege kutakura chinhu parwendo rwavo kusiya tsvimbo chete, varege kutakura chingwa kana tsapo kana mari zvayo mumindya yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akavaudza kuti varege kutakura chinhu parwendo rwavo kusiya tsvimbo chete, varege kutakura chingwa kana tsapo kana mari zvayo mumindya yavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akavarayira achiti, “Musatora chinhu parwendo kunze kwetsvimbo; musatora chingwa, kana hombodo, kana mari muzvikwama zvenyu. See the chapter |