Mariko 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akashamiswa kwazvo nokusadavira kwavo. Akapota nemisha achidzidzisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akashamiswa nokusatenda kwaʋo. Ipapo wakapota nemisha, acidzidzisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Akashamiswa nokusatenda kwavo. Ipapo akapota nemisha, achidzidzisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akashamiswa kwazvo nokusadavira kwavo. Akapota nemisha achidzidzisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akashamiswa kwazvo nokusadavira kwavo. Akapota nemisha achidzidzisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akashamiswa nokusatenda kwavo. Ipapo Jesu akapota nemisha achidzidzisa. See the chapter |