Mariko 6:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Vanhu vakamhanyidzana mudunhu iroro rose. Vakatanga kutakura varwere pauvato hwavo vachienda navo kwose kwavainge vanzwa kuti ndokwaari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 ʋakamhanyira munyika yose iyo, ʋakataŋga kutakura ʋairwara panhoʋo dzaʋo, ʋakaʋaisa paʋainzwa kuti ndiko kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200255 vakamhanyira munyika yose iyo, vakatanga kutakura vairwara panhoo dzavo, vakavaisa pavainzwa kuti ndiko kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Vanhu vakamhanyidzana mudunhu iroro rose. Vakatanga kutakura varwere pauvato hwavo vachienda navo kwose kwavainge vanzwa kuti ndokwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona55 Vanhu vakamhanyidzana mudunhu iroro rose. Vakatanga kutakura varwere pauvato hwavo vachienda navo kwose kwavainge vanzwa kuti ndokwaari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Vakamhanya nomunyika iyo yose vakatakura vanorwara pamaponde vachienda navo kwavakanga vanzwa kuti ndiko kwaari. See the chapter |