Mariko 6:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kudunhu reGenesareti ndokusungirira igwa pamahombekombe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Ʋakati ʋayambukira mhiri, ʋakaȿika kunyika yeGenesareti, ʋakasuŋgira igwa pamhenderekedzo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 Vakati vayambukira mhiri, vakasvika kunyika yeGenesareti, vakasungira igwa pamhenderekedzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kudunhu reGenesareti ndokusungirira igwa pamahombekombe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kudunhu reGenesareti ndokusungirira igwa pamahombekombe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Vakati vayambuka mhiri, vakasvika paGenesareti vakamisa igwa ipapo. See the chapter |