Mariko 6:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 nokuti havana kunge vanzwisisa nezvezvingwa zviya pamusana pokuti mwoyo yavo yakanga yakaomarara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Nokuti ʋakaŋga ʋasati ʋanzwisisa shoko reɀiŋgwa, nokuti mŋoyo yaʋo yakaŋga iri mikukutu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 Nokuti vakanga vasati vanzwisisa shoko rezvingwa, nokuti mwoyo yavo yakanga iri mikukutu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 nokuti havana kunge vanzwisisa nezvezvingwa zviya pamusana pokuti mwoyo yavo yakanga yakaomarara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 nokuti havana kunge vanzwisisa nezvezvingwa zviya pamusana pokuti mwoyo yavo yakanga yakaomarara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 nokuti vakanga vasati vanzwisisa nezvezvingwa, mwoyo yavo yakanga iri mikukutu. See the chapter |