Mariko 6:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Nokuti ʋose ʋakamuʋona, ʋakamanikidzwa; akataura naʋo, akati kwaʋari: Tsuŋgai mŋoyo, ndini, musatya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Nokuti vose vakamuona, vakakundiswa; akataura navo, akati kwavari, “Tsungai mwoyo, ndini, musatya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 nokuti vose vakamuona vakatya. Pakarepo akataura kwavari akati, “Tsungai mwoyo! Ndini. Musatya.” See the chapter |