Mariko 6:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ɀino ʋakati ʋacimuʋona acifamba pamsoro peguŋgwa, ʋakati madzimudzaŋgara, ʋakaridza mhere. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Zvino vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakati “Mudzimudzangara,” vakaridza mhere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere; See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 asi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti aiva dzangaradzimu. Vakadanidzira, See the chapter |