Online Bible

- Advertisements -

Mariko 6:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Pakarepo akagombedzera vadzidzi vake kuti vakwire mugwa vafanoenda mhiri kuBhetisaidha iye achimboonekana negungano ravanhu riya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Pakarepo akagombedzera ʋadzidzi ʋake kuti ʋapinde mugwa, ʋamutuŋgamirire kuyambukira mhiri Betsaida, iye aciendisa ʋanhu ʋazhinji.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Pakarepo akagombedzera vadzidzi vake kuti vapinde muigwa, vamutungamirire kuyambukira mhiri Bhetisaidha, iye achiendesa vanhu vazhinji.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Pakarepo akagombedzera vadzidzi vake kuti vakwire mugwa vafanoenda mhiri kuBhetisaidha iye achimboonekana negungano ravanhu riya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Pakarepo akagombedzera vadzidzi vake kuti vakwire mugwa vafanoenda mhiri kuBhetisaidha iye achimboonekana negungano ravanhu riya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Pakarepo Jesu akaita kuti vadzidzi vake vakwire mugwa uye kuti vafanotungamira kuBhetisaidha, iye achiri kuendesa vanhu vazhinji.

See the chapter Copy

Mariko 6:45

Follow us:

Advertisements

Advertisements