Mariko 6:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakabva vagara pasi vakaita mapato–mapato, mamwe ezana mamwe emakumi mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ʋakagara pasi ʋakaita mapoka‐mapoka anezana naanamakumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Vakagara pasi vakaita mapoka-mapoka ane zana naana makumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakabva vagara pasi vakaita mapato–mapato, mamwe ezana mamwe emakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vakabva vagara pasi vakaita mapato–mapato, mamwe ezana mamwe emakumi mashanu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Saka vakagara pasi mumapoka ane zana uye neane makumi mashanu. See the chapter |