Mariko 6:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akamupikira, aciti: Caunokumbira kwandiri ndicakupa, kuȿikira pahafu yoʋushe bgaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Akamupikira, achiti, “Chaunokumbira kwandiri ndichakupa, kusvikira pahafu youshe hwangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Uye akamuvimbisa nemhiko achiti, “Chose chauchakumbira ndichakupa chinhu ichocho, kusvikira pahafu youmambo hwangu.” See the chapter |