Mariko 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti Johane wakaŋga ati kunaHerode: Haunakutenderwa kuti uʋe nomukadzi womunuŋuna wako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hauna kutenderwa kuti uve nomukadzi womunun'una wako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hazvitenderwi kuti utore mukadzi womununʼuna wako.” See the chapter |