Mariko 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akamubvunza, akati: Zita rako ndianiko? Akati kwaari: Regioni ndiro zita raŋgu, nokuti tiri ʋazhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akamubvunza, akati, “Zita rako ndianiko?” Akati kwaari, “Ndinonzi Regioni, nokuti tiri vazhinji.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?” Akapindura akati, “Zita rangu ndiRegioni, nokuti tiri vazhinji.” See the chapter |