Online Bible

- Advertisements -




Mariko 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino wakati aciʋona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumunamata;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino akati achiona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumupfugamira;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akati aona Jesu achiri chinhambwe, akamhanya akandowira namabvi ake mberi kwake.

See the chapter Copy




Mariko 5:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements