Mariko 5:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Paakapinda akati kwavari, “Seiko muchiita mhere mhere muchichema kudai? Mwana haana kufa kwete, asi akakotsira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akapinda, akati kwaʋari: Munoitireiko mhere‐mhere, mucicema? Mŋana haana‐kufa, asi uʋete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Akapinda, akati kwavari, “Munoitireiko mhere-mhere, muchichema? Mwana haana kufa, asi avete.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Paakapinda akati kwavari, “Seiko muchiita mhere mhere muchichema kudai? Mwana haana kufa kwete, asi akakotsira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Paakapinda akati kwavari, “Seiko muchiita mhere mhere muchichema kudai? Mwana haana kufa kwete, asi akakotsira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Akapinda akati kwavari, “Ko, mheremhere ndeyeiko nokuungudza uku? Mwana haana kufa asi avete.” See the chapter |