Mariko 5:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino akariŋga‐riŋga kuti aʋone wakaita iɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvino akaringa-ringa kuti aone akaita izvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Akaringa–ringa achida kuona kuti akanga aita izvi ndiani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi Jesu akaramba achitarisa-tarisa kuti aone kuti ndiani akanga aita izvozvo. See the chapter |