Online Bible

- Advertisements -

Mariko 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋadzidzi ʋake ʋakati kwaari: Munoʋona ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai, ɀino muŋgati seiko: Ndiani wandiɓata?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Munoona vanhu vazhinji vanokutsikirirai, zvino mungati seiko, ndiani andibata?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Vadzidzi vake vakati, “Muri kuona vanhu vachikutsimbirirai, zvino moti, ‘Ndianiko andibata?’ ”

See the chapter Copy

Mariko 5:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements