Mariko 5:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Pakarepo tsime rake reropa rikapxa, akanzwa pamuʋiri wake kuti waporeswa pakurwara kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Pakarepo tsime rake reropa rikapwa, akanzwa pamuviri wake kuti aporeswa pakurwara kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pakarepo tsime reropa rake rakapwa uye akanzwa mumuviri wake kuti akanga asunungurwa kubva pakutambudzika kwake. See the chapter |