Mariko 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 wakati anzwa ɀaJesu, akaʋuya pakati paʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa mashure, akaɓata ŋguʋo yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 akati anzwa zvaJesu, akauya pakati pavanhu vazhinji vaiva mashure, akabata nguo yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Zvaakanga anzwa nezvaJesu akauya necheshure kwake, ari mukati moruzhinji, ndokusvikobata hanzu yake, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akati anzwa nezvaJesu, akauya mushure make mukati mavazhinji uye akabata nguo yake, See the chapter |