Online Bible

- Advertisements -

Mariko 5:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vaya vakanga vazviona vakarondedzera vanhu zvakanga zvaitika kumunhu akanga akapoterwa nemweya yakaipa nezvakaitikawo kunguruve.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ʋaya ʋakaŋga ʋaɀiʋona, ʋakarondedzera ɀaakaitirwa, iye wakaŋga anemŋeya yakaipa, neŋguruʋe ʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Vaya vakanga vazviona, vakarondedzera zvaakaitirwa iye akanga anemweya yakaipa, nenguruvewo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vaya vakanga vazviona vakarondedzera vanhu zvakanga zvaitika kumunhu akanga akapoterwa nemweya yakaipa nezvakaitikawo kunguruve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vaya vakanga vazviona vakarondedzera vanhu zvakanga zvaitika kumunhu akanga akapoterwa nemweya yakaipa nezvakaitikawo kunguruve.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Vaya vakanga vazviona vakavaudza zvakanga zvaitika kumunhu akanga ambobatwa namadhimoni, uye vakataura nezvenguruvewo.

See the chapter Copy

Mariko 5:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements