Mariko 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pavakasvika pana Jesu vakaona munhu uya aipoterwa nemweya yakaipa agere zvake, akatosimirawo, pfungwa dzake dzatodzikama, iye uya aiva nehondo yemweya yakaipa, vakabva vatya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋakaʋuya kunaJesu, ʋakaʋona wakaŋga anemŋeya yakaipa agere, apfeka, ari munhu kwaye — iye waiʋa neregioni; ʋakatya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Vakauya kuna Jesu, vakaona akanga ane mweya yakaipa agere, apfeka, ari munhu kwaye iye aiva neRegioni; vakatya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pavakasvika pana Jesu vakaona munhu uya aipoterwa nemweya yakaipa agere zvake, akatosimirawo, pfungwa dzake dzatodzikama, iye uya aiva nehondo yemweya yakaipa, vakabva vatya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pavakasvika pana Jesu vakaona munhu uya aipoterwa nemweya yakaipa agere zvake, akatosimirawo, pfungwa dzake dzatodzikama, iye uya aiva nehondo yemweya yakaipa, vakabva vatya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vakati vasvika kuna Jesu, vakaona murume uya akanga akabatwa neRegioni ramadhimoni, agere ipapo, akapfeka uye ava munhu kwaye; uye vakatya. See the chapter |