Mariko 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 asi zuʋa rakati raɓuɗa, dzikapiswa; dzikawoma, nokuti dzakaŋga dzisinomudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi zuva rakati rabuda, mbeu dzakapiswa nezuva, uye dzikaoma nokuti dzakanga dzisina midzi. See the chapter |