Mariko 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achikusha dzimwe mbeu dzakandowira munzira, shiri ndokuuya dzikadzidya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Wakati acikusha, dzimŋe mbeu dzakawira panzira; shiri dzikaʋuya dzikadzidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Akati achikusha, dzimwe mbeu dzakawira panzira; shiri dzikauya dzikadzidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achikusha dzimwe mbeu dzakandowira munzira, shiri ndokuuya dzikadzidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paakanga achikusha dzimwe mbeu dzakandowira munzira, shiri ndokuuya dzikadzidya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Paakanga achikusha mbeu, dzimwe dzakawira munzira, uye shiri dzakasvika dzikadzidya. See the chapter |