Mariko 4:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kuzoti ava manheru ezuva rakarero akavati, “Ngatichiyambukirai mhiri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino nezuʋa iro, aʋa maɗekwana, wakati kwaʋari: Ŋgatiyambukire mhiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Zvino nezuva iro, ava madekwana, akati kwavari, “Ngatiyambukire mhiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kuzoti ava manheru ezuva rakarero akavati, “Ngatichiyambukirai mhiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Kuzoti ava manheru ezuva rakarero akavati, “Ngatichiyambukirai mhiri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Zuva iroro ava madekwana, akati kuvadzidzi vake, “Ngatiyambukirei kuno rumwe rutivi.” See the chapter |