Mariko 4:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti unaco ucapiwa, asi usina, ucatorerwa necaanaco. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti uya ane chaanacho achapiwa, asi uya asina, achatorerwa kunyangwe nechaanacho.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ani naani anazvo achapiwa zvimwe; ani naani asina, achatorerwa kunyange nezvaanazvo.” See the chapter |