Mariko 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti hapanecinhu cakaʋanzika cisiŋgazoʋoneswi, hapana‐cakaʋigwa cisiŋgazoɓuɗi pacena. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti hapana chinhu chakavanzika chisingazooneswi, hapana chavigwa chisingazobudi pachena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Nokuti hapana chakavigwa chisingazooneswi, uye hapana chakavanzika chisingazobudi pachena. See the chapter |