Mariko 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 neJerusaremu, neIdhumia; nokumhiri kwaJorodhani nokunharaunda yeTire neyeSidhoni, chita chikuru chavanhu vakanga vanzwa zvose zvaaiita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 neJerusarema, neIdumea, nemhiri kwaJoridani, nokunyika yeTireneSidoni, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakati ʋanzwa ɀaanoita, ʋakaʋuya kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 neJerusaremu, neIdhumia, nemhiri kwaJorodhani, nokunyika yeTire neSidhoni, vanhu vazhinji-zhinji vakati vanzwa zvaanoita, vakauya kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 neJerusaremu, neIdhumia; nokumhiri kwaJorodhani nokunharaunda yeTire neyeSidhoni, chita chikuru chavanhu vakanga vanzwa zvose zvaaiita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 neJerusaremu, neIdhumia; nokumhiri kwaJorodhani nokunharaunda yeTire neyeSidhoni, chita chikuru chavanhu vakanga vanzwa zvose zvaaiita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakati vanzwa zvose zvaakanga achiita, vanhu vazhinji vakauya kwaari vachibva kuJudhea, Jerusarema, Idhumea, uye namatunhu ari mhiri kweJorodhani, neakapoteredza Tire neSidhoni. See the chapter |