Mariko 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Jesu wakaenda naʋadzidzi ʋake kuguŋgwa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera ʋacibva Garirea; nokuJudea, See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Jesu akaenda navadzidzi vake kugungwa; vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera vachibva Gariria; nokuJudhea, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jesu akabva kugungwa navadzidzi vake, uye vanhu vazhinji vaibva kuGarirea vakamutevera. See the chapter |