Mariko 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaɓuɗa, ʋakandoraŋgana pakarepo naʋaHerode pamsoro pake kuti ʋaŋgamuʋuraya sei. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino vaFarisi vakati vabuda, vakandorangana pakarepo navaHerodhi pamusoro pake kuti vangamuuraya sei. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo vaFarisi vakabuda vakatanga kurangana navaHerodhi kuti vangauraya sei Jesu. See the chapter |