Online Bible

- Advertisements -

Mariko 3:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀino akariŋga‐riŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere, ʋakamukomba, akati: Tarirai mai ʋaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Zvino akaringa-ringa vanhu vakanga vagere, vakamukomba, akati, “Tarirai mai vanhu navakoma navanun'una vangu!

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Ipapo akatarisa kuna avo vakanga vagere vakaita denderedzwa vakamupoteredza akati, “Ava ndivo mai vangu navanunʼuna vangu!

See the chapter Copy

Mariko 3:34

Follow us:

Advertisements

Advertisements