Mariko 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo Jesu akati kumunhu woruoko rwakakokonyara, “Simuka, umire apa,” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino akati kumunhu wakaŋga anoruʋoko rwakawonyana: Simuka pakati paʋo! See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino akati kumunhu akanga ano ruoko rwakakokonyara, “Simuka pakati pavo!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo Jesu akati kumunhu woruoko rwakakokonyara, “Simuka, umire apa,” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo Jesu akati kumunhu woruoko rwakakokonyara, “Simuka, umire apa,” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akati kumurume akanga ane ruoko rwakakokonyara, “Simuka umire pamberi pavanhu vose.” See the chapter |