Mariko 3:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, ʋanakomana ʋaʋanhu ʋacakaŋganwirwa ɀiʋi ɀose, nokumhura kwose kwaʋanomhura Mŋari nako; See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, vanakomana vavanhu vacharegererwa zvivi zvose, nokushonha kwose kwavanoshonha Mwari nako; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndinokuudzai chokwadi kuti zvivi zvose nokumhura kwavanhu kwose zvicharegererwa. See the chapter |