Online Bible

- Advertisements -

Mariko 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Zvino kana iye Satani ava kuzvirwisa, haangagoni kumira, asi kuti avakutoenda kumagumo ake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Kana Satani aciɀimukira, akaɀipesanisa, haaŋgagoni kumira, asi unopera.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Kana Satani achizvimukira, akazvipesanisa, haangagoni kumira, asi anopera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Zvino kana iye Satani ava kuzvirwisa, haangagoni kumira, asi kuti avakutoenda kumagumo ake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Zvino kana iye Satani ava kuzvirwisa, haangagoni kumira, asi kuti avakutoenda kumagumo ake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Uye kana Satani achizvipikisa pachake uye achizvipesanisa, haangagoni kumira; kuguma kwake kwasvika.

See the chapter Copy

Mariko 3:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements