Mariko 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋazhinji ʋakaʋuŋgana ɀe, nokuɗaro ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunyaŋge kudya ciŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 vazhinji vakaunganazve, nokudaro vakanga vasingagoni kunyange kudya chingwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu akaenda kumba; gurumwandira ravanhu ndokubva ramuunganirazve, zvokuti vakatadza kana kudya chaiko. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Jesu akapinda mune imwe imba, uye vazhinji vakaunganazve, zvokuti iye navadzidzi vake vakanga vasingagoni kunyange kudya. See the chapter |