Mariko 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino Jesu akapindazve musinagogu; imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakapinda ɀe musinagoge; ɀino kwakaŋga kunomunhu wakaŋga anoruʋoko rwakawonyana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Akapindazve musinagoge; zvino kwakanga kune munhu akanga ane ruoko rwakakokonyara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino Jesu akapindazve musinagogu; imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino Jesu akapindazve musinagogu; imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pane imwe nguva akapinda musinagoge, uye imomo makanga mune murume akanga ane ruoko rwakanga rwakakokonyara. See the chapter |