Mariko 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pakarepo Jesu aciziʋa mumŋeya make kuti ʋanofuŋga kuɗaro mumŋoyo yaʋo, akati kwaʋari: Munofuŋgireiko ɀinhu iɀi mumŋoyo yenyu? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Pakarepo Jesu achiziva mumweya make kuti vanofunga kudaro mumwoyo yavo, akati kwavari, “Munofungireiko zvinhu izvi mumwoyo yenyu? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pakarepo Jesu akazviziva mumweya wake kuti ndizvo zvavakanga vachifunga mumwoyo yavo, uye akati kwavari, “Seiko muchifunga zvinhu izvi? See the chapter |