Online Bible

- Advertisements -

Mariko 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 kupinda kwaakaita mumba yaMwari, apo Abhiyatari akanga ari mupristi mukuru akadya zvingwa zvakasumwa kuna Mwari, zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kunze kwavapristi voga akapawo vaaiva navo?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Kuti wakapinda mumba maMŋari, Abiatari ari muprista mukuru, akadya ɀiŋgwa ɀokuratidza ɀakaŋga ɀisina‐kutenderwa kudyiwa, asi naʋaprista ʋoga, akapa ʋo ʋaiʋa naye?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Kuti akapinda mumba maMwari, Abhiatari ari mupristi mukuru, akadya zvingwa zvokuratidza Mwari zvakanga zvisina kutenderwa kudyiwa, asi navapristi voga, akapawo vaiva naye?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 kupinda kwaakaita mumba yaMwari, apo Abhiyatari akanga ari mupristi mukuru akadya zvingwa zvakasumwa kuna Mwari, zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kunze kwavapristi voga akapawo vaaiva navo?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 kupinda kwaakaita mumba yaMwari, apo Abhiyatari akanga ari mupristi mukuru akadya zvingwa zvakasumwa kuna Mwari, zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kunze kwavapristi voga akapawo vaaiva navo?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Mumazuva aAbhiatari muprista mukuru, akapinda mumba maMwari akadya chingwa chakatsaurwa, chinongotenderwa kudyiwa navaprista chete. Uye akapawo vamwe vaaiva navo.”

See the chapter Copy

Mariko 2:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements